KwaunobvaDuramazwiNnhomba

Duramazwi · zita

nhomba

craving · vaccination

Zvinoreva

Nhomba ijekiseni rinobayiwa vanhu kudzivirira chirwere chechibhokisi.

Nhomba kunzwa kuda kudya chimwe chinhu chaunenge uchifunga chaizvo, kunyanya zvakaita nyama.

1

Iyo chayo yaitoda mhandara yayaizvivhurira yega yozove ichizvidyira pese painenge yanzwira nhomba.

Kugwangura kupedza nhomba kana havi yokuda kudya chinhu nokutodya chinhu chacho.

Kubaya nhomba kubaya munhu jekiseni, kunyanya vana, rokudzivirira chirwere chenhomba.

2

Chibhokisi.

3

Zvakafanana

honde

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhombo

Nhombo chitombo chidiki chakatenderera, chinoshandiswa pamabasa akaita sokukuya fodya, kutsvenenzvera hari dzevhu, nokugadzira pasi pemba kuti patsetseke.

Verenga

Swipe for the next word