Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nhokwara imhodzi dzemiti yakaita semiuzhe, misasa kana mipfuti, dzinoita muchikwande chinozobamuka kana chaoma.
1
Nhokwara imhodzi dzemiti yakaita semiuzhe, misasa kana mipfuti, dzinoita muchikwande chinozobamuka kana chaoma.
Mumwando muti unomera zvakaita sepazvuru, unoita vana vanotsemuka kuita nhokwara dzinobamuka.
Nhokwara imhodzi dzemiti yakaita semiuzhe, misasa kana mipfuti, dzinoita muchikwande chinozobamuka kana chaoma.
Mugwamura kamuti kanogona kureba mamita matatu, kanoita mudzi wakaita sembambaira nemaruva mapfumbu uye vana vakaita nhokwara.
2
Nhokwara ndeimwe yehakata dzen'anga.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nhokwe
Nhokwe ibundo rinomera murwizi uye rinoshandiswa pakurukisa mhasa kana mameti.
VerengaSwipe for the next word