Duramazwi
Zvinoreva
Nhoko itsvina yembutzi, makonzo kana makonye inobuda yakaurungana kuita tubhora.
1
Nhoko itsvina yembutzi, makonzo kana makonye inobuda yakaurungana kuita tubhora.
Nhoko itsvina yembutzi, makonzo kana makonye inobuda yakaurungana kuita tubhora.
Ichi chikomtu cheura chi- nogara nhoko dzemhuka dzakaita sembudzi, tsuro nemakwai.
Kudya nhoko dzezvironda kutambura zvikuru kusvika pakusekwa nokusemwa nevanokuziva.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nhokodorwa
Nhokodorwa itsenza diki dzinenge dzisati dzakora dzinocherwa pamwe chete netsenza huru dzinenge dzaibva.
VerengaSwipe for the next word