Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nhokodorwa itsenza diki dzinenge dzisati dzakora dzinocherwa pamwe chete netsenza huru dzinenge dzaibva.
1

Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nhokotera
Nhokotera mukadzi anenge akasimba uye akanyatsoumbwa, zvokuti varume vakawanda vanenge vachimuchiva.
VerengaSwipe for the next word