Duramazwi · zita
gonhi
door
sasadhoo
Duramazwi · zita
door
Gonhi ndiro rinovhariswa musuo wemba kana zvimwe zvivakwa.
Gonhi ndiro rinovhariswa musuo wemba kana zvimwe zvivakwa.
Mutambi anofanira kukika bhora zvakanaka kuti apinde gonhi.
Gonhi rakanzi gwejenu kuti vakavharirwa vabude.
Chiguvare chipuranga chinoiswa chakachinjika nechokumusoro panogadzirwa gonhi.
sasa · dhoo
Duramazwi
01 / 03gonho
Gonho imbwa yechirume inenge ichikwanisa kuzvarisa hadzi.
VerengaSwipe for the next word