Duramazwi
Zvinoreva
Kuti gonjoro kurira kunoita mugoro kana dhiramu risina chinhu, kazhinji kana muine kasimbi kana katombo.
1

Kuti ngonjoro kurira sezvinoita dombo rinenge richikuchudzwa riri mugaba.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gono
Gono zinyimo zihombe rinodema dzimwe nyimo musikiro.
VerengaSwipe for the next word