KwaunobvaDuramazwiMmusodzi

Duramazwi · zita

musodzi

tear · tear (from eye)

puruzi

Zvinoreva

Musodzi imvura inobuda mumaziso kana munhu achiseka kana kuchema.

1

Musodzi rudzi rwenyimo inoita mitsetse miviri kubva paziso rayo kunge misodzi.

Chitsepero ndechose chinopinda muziso choita kuti ribude musodzi kana kuti kurwadza.

Musodzi imvura inobuda mumaziso kana munhu achiseka kana kuchema.

2

Musodzi rudzi rwenyimo inoita mitsetse miviri kubva paziso rayo kunge misodzi.

Zvakafanana

puruzi

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word