Duramazwi · zita
misodzi
tear · tears
masorodzi
Duramazwi · zita
tear · tears
Misodzi imvura inobuda mumaziso, kazhinji kana munhu achinge achichema.
Misodzi imvura inobuda mumaziso, kazhinji kana munhu achinge achichema.
Maziso angu aive atojenga misodzi nekuti ndakaziva kuti yaitozoita nyaya chete.
Mai Takue misodzi yakange yangova yeshungu dzezvainge zvaitwa naBaTakue chete.
Misodzi yega yega ko aiyiwanepi Mari yokudya mazuva ose akange ave kuwedzerwa aya.
masorodzi
Duramazwi
01 / 03misoro
tops
VerengaSwipe for the next word