Duramazwi · zita
Zvinoreva
Musondya muti une zvimashizha zvidiki zvitete, unonyanya kukura munzvimbo dzine ivhu rakaita jecha, unowanzoberekera harati kana masondya.
1

Zvakafanana
Mukarati · mugagachiga · mungaganga
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03musongora
Musongora mutsipa wehuku kana shiri inenge yaurayiwa.
VerengaSwipe for the next word