KwaunobvaDuramazwiMmusoni

Duramazwi · zita

musoni

tailor

musone
1

Kana munhu achisonesa hembe anenge agadzirirwa chokupfeka nenzira yaanoda, yaanotaurira musoni.

Kana musoni achicheka jira anenge achiita zvidimbu zvakatoerwa zvokuti kana ozozvibatanidza nepatani yazvo panobva patobuda chipfeko.

Mudhindwa ibhurukwa re-kadubura rine ruvara rwekaki, uye rakasonwa zvisina kunyatsonaka, kazhinji nemhosva yokuti musoni aimhanya-mhanya.

Zvine chekuita

musone

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word