KwaunobvaDuramazwiUutiyo

Duramazwi · zita

utiyo

Zvinoreva

Utiyo tuvana twehuku tuchangochochonywa.

1

Utiyo tuvana twehuku tuchangochochonywa.

Kukukudza kurira kunoita tseketsa ine tutiyo.

Kusenerereka kukwana paburi kana pamwewo panhu panopindika. Tutiyo tunosenereka nepamaburi ewaya, two-buda panze twobatwa nemakondo.

Zvakafanana

nhiyo

Mamwe mazwi ane U

U

Swipe for the next word