Duramazwi
Zvinoreva
Kunanzva nenzira yeruzivo.
1
Kunanzva nenzira yeruzivo.
Usadzokorora kunyora mubvunzo, rangarira kuti chinodiwa imhinduro yako chete.
Kudzokorora chidzidzo kunokubatsira zvikuru kunyatsonzwisisa mukufunda kwako.
Haubvumirwe kudzokorora sungawirirano kana chiwedzerwa chawamboshandisa.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03korosiponda
Kana munhu achikorosiponda zvidzidzo neimwe koreji anenge achizviita ari kumba, asiri kudzidzira muchikoro chaimo pakoreji iyi.
VerengaSwipe for the next word