Duramazwi · zita
Zvinoreva
Koronyera munhu ane chitsotsi, anotorera vanhu zvinhu zvavo nenhema.
1
Koronyera munhu ane chitsotsi, anotorera vanhu zvinhu zvavo nenhema.
Koronyera munhu ane chitsotsi, anotorera vanhu zvinhu zvavo nenhema.
Paakabi- rwa mari yake nekoronyera yaaiga- ra nayo, akakungura kuti dai akazi- va akateerera shamwari dzake dzai- gara dzichimuruma nzeve.
Mweya wekuba kana wehumakoronyera (gangsterism).
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03korora
Kunanzva nenzira yeruzivo.
VerengaSwipe for the next word