KwaunobvaDuramazwiKkoroni

Duramazwi · zita

koroni

wheat

Zvinoreva

Koroni chirimwa chine tutsanga tudiki twakachenuruka nekutsvukuruka, tunokuyiwa kuita upfu hunobikiswa chingwa.

1

Zvakafanana

gorosi

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

koronyera

Koronyera munhu ane chitsotsi, anotorera vanhu zvinhu zvavo nenhema.

Verenga

Swipe for the next word