KwaunobvaDuramazwiKkorwa

Duramazwi

korwa

Zvinoreva

Kudhakwa.

1

Kudhakwa.

Makorwa mukaka wokutanga unobuda kana n'ombe ichangobereka.

Musova isadza rinonokorwa nemunhu orisvinyanga-svinyanga muruoko kuti riite kabhora, asati aseva mumuriwo.

Ngandini hwahwa hwemumabhodhoro hwakasimba uye hunopisa chaizvo. Zvinonzi akakorwa nengandini yanga isina kusanganiswa nezvimwewo zvinwiwa.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word