KwaunobvaDuramazwiKkosha

Duramazwi

kosha

fundamental · important · notable · priceless · significant · useful · valid · costly

Zvinoreva

Kana chinhu chichikosha chinenge chakanaka kana kuti chichidiwa zvikuru, uye chisingawanzowanikwa nyore.

Kukwanisa kutarisa zviri pamberi.

1

Zvevana vainge vatokanganwa nekuti hutano ndohwainge hwakakosha apa.

Iye zvino ainge oona kukosha kwechikorobho apo kushungurudzika kuti ainotangira papi chaipo mugweru nekuti phone akanga asisina.

Chakakosha kunzwisisa pfungwa dzatingati ndidzo dzakakosha panenge pachitaura vamwe.

2

Kana chinhu chichinzi chinokosha chinenge chine mutengo wakakura chaizvo.

3

Kukwanisa kutarisa zviri pamberi.

Zvevana vainge vatokanganwa nekuti hutano ndohwainge hwakakosha apa.

Iye zvino ainge oona kukosha kwechikorobho apo kushungurudzika kuti ainotangira papi chaipo mugweru nekuti phone akanga asisina.

Chakakosha kunzwisisa pfungwa dzatingati ndidzo dzakakosha panenge pachitaura vamwe.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word