Duramazwi
Zvinoreva
Chinhu chinokosha kwazvo (valuable).
1
Chinhu chinokosha kwazvo (valuable).
Kana ukati mvorokosho unenge wangoerekana wadonha, kana kuwira mugomba rawanga usingaoni iwe uchifamba.
Kana munhu akati vhorokosho anenge agara pasi achiita zvokuzvikanda, kazhinji nokuda kokuti aneta kana kugomberwa.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03koshomo
Kuti koshomo kurova michero iri mumuti kuti iwire pasi.
VerengaSwipe for the next word