KwaunobvaDuramazwiKkosa

Duramazwi

kosa

intriguing

-pononga

Zvinoreva

[-kosha] Kukosa kutora makavi kana shinda, wozvimona uchiita kuti zvimhanyirane paunenge uchizvikwizira pagumbo pako, uchigadzira tambo kana gasho kana tyava.

1

[-kosha] Kukosa kutora makavi kana shinda, wozvimona uchiita kuti zvimhanyirane paunenge uchizvikwizira pagumbo pako, uchigadzira tambo kana gasho kana tyava.

Nditsvagirei tuchira tutete ndikose, ndigadzire tambo yokuisa murambi iri.

Zvakafanana

-pononga

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word