KwaunobvaDuramazwiNnapo napo

Duramazwi

napo napo

Zvinoreva

Kuti napo napo kuita kwekuti munhu anoramba achidzokorora kuita mabasa ake akaipa aanenge ambomira.

1

Kuti napo napo kuita kwekuti munhu anoramba achidzokorora kuita mabasa ake akaipa aanenge ambomira.

Baba veruchengera vaingoti napo napo vadzoka kumba kuzoona kuti ndiani asvika vasipo.

Kuti napo napo kuedza napose paunogona kuramba mhosva asi zvose zvichishaya basa.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

napukeni

Napukeni mucheka, kazhinji muchena, unomonerwa mwana mucheche uchipoteredza kumagaro, kuitira kugama madhoti neweti.

Verenga

Swipe for the next word