KwaunobvaDuramazwiNnapo

Duramazwi

napo

thereby · utmost

1

Nhaimi saizvozvi munhu aive angobva ndakarara apo pasina pekubuda napo.

Kana panzvimbo pachinzi panozezesa panenge pachityisa kugara kana kupfuura napo.

Muronga mabwe anoiswa murwizi akatevedzana, panotsikwa nevanhu vachiyambuka napo.

Zvine chekuita

nepo

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

napo napo

Kuti napo napo kuita kwekuti munhu anoramba achidzokorora kuita mabasa ake akaipa aanenge ambomira.

Verenga

Swipe for the next word