Duramazwi
Zvinoreva
Iri ijira rakapfava rinosungirwa muchiuno chomwana asati ava kukwanisa kuenda kuchimbuzi oga, richivhara magaro uye richiinda nepakati pemakumbo kuitira kubata tsvina yake.
1

Kana mwana mucheche akatakura pasuru anenge aine tsvina munapukeni.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03munatso
Kuchenudza zviwanikwa.
VerengaSwipe for the next word