Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mutombo mutambo unoitwa mushure mekunge musha-kabvu achangochengetwa.
Mutombo muti kana mushonga unoshandiswa kuuraya.

Kana munhurume achinzi adya mushonga anenge amedza kana kuhwira mutombo wokusimbisa musana kuitira basa repabonde.

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mutondeka
Mutondeka chigunwe choruoko chinotevedzera zigunwe zipfupi zigobvu chinowanzoshandiswa pakunongedza.
VerengaSwipe for the next word