KwaunobvaDuramazwiCchepfu

Duramazwi · zita

chepfu

toxic · poisoning · poisonous · toxins

Zvinoreva

Chepfu mushonga unouraya. Akaisirwa chepfu mudoro achibva angofira mubhawa imomo.

1

Chepfu mushonga unouraya. Akaisirwa chepfu mudoro achibva angofira mubhawa imomo.

Chepfu mushonga unouraya. Akaisirwa chepfu mudoro achibva angofira mubhawa imomo.

Kana munhu achibvisa uroyi mudoro raanenge achida kupa mumwe anenge achirinwa nechinangwa chekuratidza kuti hapana chepfu yaaisa mariri.

Domwa rudzi rwechepfu yaiiswa kumuromo kwemuseve kuti chabayiwa chikasike kufa.

Zvakafanana

muchetura

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chepfudza

Kana munhu akachepfudza nyama anenge airuma kana kuidambura kuita zvidimbu.

Verenga

Swipe for the next word