Duramazwi02 / 03chepfudzaKana munhu akachepfudza nyama anenge airuma kana kuidambura kuita zvidimbu.Verenga→
Duramazwi03 / 03chepfukaChinhu chinochepfuka chinenge chichigona kudimbuka kuita zvimedu zvidiki.Verenga→