Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akachepfudza nyama anenge airuma kana kuidambura kuita zvidimbu.
1

Kuchechepfudza kuruma nemazino chinhu chakanyorovera chaizvo.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chepfuka
Chinhu chinochepfuka chinenge chichigona kudimbuka kuita zvimedu zvidiki.
VerengaSwipe for the next word