Duramazwi · zita
mufondo
Zvinoreva
Mutondo muti wakada kufanana nemusasa, unoita vana vane mhodzi dzingapfuure nhatu, vanonyaudza pakubanzuka kana vaoma.
1

Urwu rumwe rudzi rwezizi rakaita diki, rine nzeve refu. Chizizimutondo chandaona chakada kuenzana nenjiva.
Chidawa chipuka chidiki diki chinodyiwa, chinogara pamiti yomutondo uye chinonhuhwa nokupenda maoko kana ukachibata.
2
Rwiriko.
Zvakafanana
mufondo
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mutondoro
Rwiriko.
VerengaSwipe for the next word