Duramazwi · zita
mutongi
Judge · ruler · judge
Duramazwi · zita
Judge · ruler · judge
Mutongi munhu anoongorora nyaya dzedunhu kana nyika, achienzanisa vanhu nekupa mutongo panenge paparwa mhosva.
Mutongi munhu anoongorora nyaya dzedunhu kana nyika, achienzanisa vanhu nekupa mutongo panenge paparwa mhosva.
Mutongi wacho ainge otoratidza kuti akarerekera kudivi raMai Rati. zvakatoshamisa dare rose.
Chapupu chakati dedemu zvose zvachaiziva maererano nezvokufa kwaErina, mutongi akagutsurira musoro.
Kana mutongi ava kugura nyaya iri kutongwa, anenge ava kuipendera achitaura zvawanikwa nedare.
Duramazwi
01 / 03mutongigava
Uyu munhu anoyananisa vanhu vanenge vapokana pamusoro pechimwe chinhu. Mutongigava ndimaenzanise.
VerengaSwipe for the next word