Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kuita zvakapfurikidza zvinotarisirwa.
Rura kamudziyo kakareba masendimita makumi matatu, kanoshandiswa pakueresa urefu hwezvinhu.
Kuita zvakapfurikidza zvinotarisirwa.
Rura kamudziyo kakareba masendimita makumi matatu, kanoshandiswa pakueresa urefu hwezvinhu.
Kurura kuda kudya nehasha zvinoita zvikara.
Nguva yechirimo mapere anorura.
Kurura kuita zvinhu uchipfurikidza mwero.
Baba vake vanorura kuda vakadzi.
Pamutambo wenhabvu, kurura kukava bhora richibva kune rimwe gedhe uchiriisa mukati menhandare kuti vamwe vatambi vatange kutamba.
Kana murume nomukadzi vachirura mwana, vanenge varara vose pabonde zvinozokonzerera kuti mwana atange kukura mudumbu mamai vake.
Rura kamudziyo kakareba masendimita makumi matatu, kanoshandiswa pakueresa urefu hwezvinhu.
Kuti nyofo kupinza minwe muchinhu chinenge keke kana chingwa, uchibva-rura kana kumedura chidimbu.
Kuyera kushandisa rura, chikero kana chimwe chiyereso kuti uone urefu, uremu kana ufarwa hwechimwe chinhu.
Tirarirei pamubhedha uko." Vakadaro BaTakue voto kurura hembe zvavo.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rurama
Kururama kutwasanuka pasina kufonyoka, sezvingaitwe namapuranga.
VerengaSwipe for the next word