KwaunobvaDuramazwiMmutongo

Duramazwi · zita

mutongo

judgment · sentence · verdict · judgement

Zvinoreva

Mutongo kuenzaniswa nokugurwa kunoitwa nyaya mudare.

1

Mutongo kuenzaniswa nokugurwa kunoitwa nyaya mudare.

Zvimwe zvose vaisava nebasa nazvo zvaitaurwa vaingomirira mutongo wemurume wavo.

Jaji akapa mutongo mudare pakupera kwenyaya.

Ruenzaniso mutongo unopiwa munhu mumwe nomumwe ari munyaya, achipiwa zvinoenderana nezvaakaita.

2

Mutongo chirango chinopuwa munhu anenge abatwa nemhosva mudare.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mutongodyo

Kana munhu achinzi mutongodyo anenge achinetsa kufadza uye achifunga kuitira vamwe zvakaipa.

Verenga

Swipe for the next word