Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kuita mutongonera kuisa chikafu mumukanwa munhu achiita zvokutsokera chakawanda panguva imwe.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mutongoro
Mutongoro idzinde rechibage rinenge richiri dete uye risati raita muchekechera.
VerengaSwipe for the next word