KwaunobvaDuramazwiMmutongoza

Duramazwi · zita

mutongoza

muchakanya

Zvinoreva

Mutongoza kudya kunogadzirwa nemhunga inoita zvokubikwa somungai isina kutswiwa.

1

Mutongoza kudya kunogadzirwa nemhunga inoita zvokubikwa somungai isina kutswiwa.

Mutongoza kudya kunogadzirwa nemhunga inoita zvokubikwa somungai isina kutswiwa.

Zvakafanana

muchakanya

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mutonje

Mutonje kamuti kadiki kanoita tumapazipazi, kanorimwa, kanotumbuka vana vachena vanogadziriswa shinda.

Verenga

Swipe for the next word