Duramazwi · zita
Zvinoreva
Munanzva mushonga unokuyiwa kuita upfu wakatsvukuruka, unoiswa mumvura womwiwa nemurume kuti nhengo yake ikwanise kumira yakasimba.
Matauriro nenzira yenharo duku.

Kutsvoda kuisa muromo wako pane womumwe, kana pane imwewo nhengo yomuviri wake womunanzva somucherechedzo worudo.

Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03munapukeni
Iri ijira rakapfava rinosungirwa muchiuno chomwana asati ava kukwanisa kuenda kuchimbuzi oga, richivhara magaro uye richiinda nepakati pemakumbo kuitira kubata tsvina yake.
VerengaSwipe for the next word