Duramazwi · zita
munanzi
chinyenze
Duramazwi · zita
Munanzi chipembe chinogadzirwa netsanga, chinoridzwa kazhinji nevana vadiki vachifara zvavo.

Duramazwi
01 / 03munanzva
Munanzva mushonga unokuyiwa kuita upfu wakatsvukuruka, unoiswa mumvura womwiwa nemurume kuti nhengo yake ikwanise kumira yakasimba.
VerengaSwipe for the next word