KwaunobvaDuramazwiMmunanga

Duramazwi · zita

munanga

munanaungamuvangamuguungachitatsungachitataungachiungatsikidzi

Zvinoreva

Munanga muti une minzwa yakakombamira uye yakasimba, netumaruva tuchena uye une hwema hwakasimba hunonzi hunodzinga nyoka.

1

Paakanzwa gotsi rake kuti chakata, akabva atendeuka zvishoma zvishoma achibva atarisana nepfuti yakamunanga mumusoro.

Zvakafanana

munanaunga · muvanga · muguunga · chitatsunga · chitataunga · chiungatsikidzi · chimunanga · chiungadzi · mubayamhondoro · chinanga

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

munanzi

Munanzi chipembe chinogadzirwa netsanga, chinoridzwa kazhinji nevana vadiki vachifara zvavo.

Verenga

Swipe for the next word