KwaunobvaDuramazwiMmuguunga

Duramazwi · zita

muguunga

mukuumunagagakaungamukayamukotokotochitatsunga

Zvinoreva

Muguunga muti unoreba kusvika mamita gumi namashanu, une ganda rakaita bvumbu uye unowanza kukura wakati tasa.

1

Zvakafanana

mukuu · munaga · gakaunga · mukaya · mukotokoto · chitatsunga

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muguvama

Muguvama kamuti kadiki kanoita mapazi akatsinhana uye mashizha ane tumvere, kachiita maruva akajeka.

Verenga

Swipe for the next word