Duramazwi · zita
Zvinoreva
Munanazi muti unorimwa nevanhu, wakafanana negavakava, unoberekera muchero wawo pasi.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03munanga
Munanga muti une minzwa yakakombamira uye yakasimba, netumaruva tuchena uye une hwema hwakasimba hunonzi hunodzinga nyoka.
VerengaSwipe for the next word