KwaunobvaDuramazwiMmunatso wemvura

Duramazwi · zita

munatso wemvura

Zvinoreva

Apa pamuromo wemvura inofamba nepasi pamunoti kana zviya muchichera mukangopadziura, munenge matobata mvura yemugodhi.

1

Apa pamuromo wemvura inofamba nepasi pamunoti kana zviya muchichera mukangopadziura, munenge matobata mvura yemugodhi.

Kana muchichera tsime kana mugodhi, mukadziura munatso wemvura, munenge masvika panobuda mvura.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

munava

Munava kamhuru kanenge kachangobva kuzvarwa.

Verenga

Swipe for the next word