Duramazwi · zita
munda
field · land
Duramazwi · zita
field · land
Munda inzvimbo inorimwa mbesa, michero nezvimwewo zvakasiyana-siyana.
itik. Kutadza.

Chinokura usipo imombe, munda unokura nokuvandurirwa.
Kudyirwa munda nembwa sendakarima nyama.
Kana munda wakoforwa, isu tinenge tongoteera maraini nemapadza tichisakura pakati pechibage.

bunze
Duramazwi
01 / 03mundatsva
Mundatsva muti unotungira uchibva muvhu gore negore, unonzi unouraya zvipfuyo zvinenge zvaudya.
VerengaSwipe for the next word