Duramazwi · zita
Zvinoreva
MuNdevere munhu anotaura ChiNdevere somutauro wamai vake.
1
MuNdevere munhu anotaura ChiNdevere somutauro wamai vake.
MuNdevere munhu anotaura ChiNdevere somutauro wamai vake.
Mutema munhu ane ganda dema, akaita semuShona kana muNdevere. Vatema vakafararira pasi rose, asi vazhinji vanowanikwa muno muAfrica.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mundimu
Mundimu muti unogara uine mashizha manyoro nguva dzese, une hunde yakaomarara neminzwa uye unobereka michero inoita shora kana yaibva, inovavira.
VerengaSwipe for the next word