Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mundude muti usinganyanyi kukura unogara wakasvibira, une minzwa uye unobereka vana vegirini vakatenderera, vanosviba kana vaibva.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mundundu
Mundundu makomo akabatana-batana akatanda panzvimbo yakakura.
VerengaSwipe for the next word