KwaunobvaDuramazwiKkudziridza

Duramazwi

kudziridza

Zvinoreva

Kupamhidzira.

1

Kupamhidzira.

Kana varwi varega pfuti vanenge vagadzirira kudziridza.

Kukudziridza munhu kumuremekedza zvakanyanya, zvinozoitawoti vamwe vanhu vamukudze.

Kana munhu achimwayanga anenge achikudziridza kana kuwedzerera nhema pamusoro pechinhu chaanenge achitaura nezvacho.

2

Kukudziridza kuita zvinhu zvinoita kuti chinhu chibudire. Chingava chinhu chakanaka kana vanhu vatema vakagona kukudziridza tsika dzechivanhu dzakanaka.

3

Kukudziridza munhu kumuremekedza zvakanyanya, zvinozoitawoti vamwe vanhu vamukudze.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word