KwaunobvaDuramazwiMmutsigo

Zvinoreva

Kuva nemutsigo kuva neunhu, une chiremera, usina kupaparika-paparika.

1

Kuva nemutsigo kuva neunhu, une chiremera, usina kupaparika-paparika.

Ndainge ndakarara zvangu pasi pomuzhanje ndakatsamira mutsigo wangu ndichiteerera kamhepo kaifuridza - furidza mashizha omuti uyu.

Kana munhu akafukumuka anenge asina tsika kana mutsigo.

Kuti fukumu kushaya tsika kana mutsigo.

Zvakafanana

chiremera

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mutsikapatinhira

Kana munhu achinzi ndimutsikapatinhira anenge akasimba uye ane mumhu mukuru chaizvo.

Verenga

Swipe for the next word