Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mutsikiri muti usingazuki mashizha awo, unoreba chaizvo uye unoita tumashizha tushoma kumusoro kwokupedzisira. Mitsikiri inowanikwa kumabvazuva kwenyika kwakadziva kumusoro.
1

Tsikiri muchero unoita shora kana waibva, unoberekwa nomuti unonzi mutsikiri.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mutsikisi
publisher
VerengaSwipe for the next word