Duramazwi · zita
mutsikazhou
mupotanzou
Duramazwi · zita
Mutsikazhou chikwenzi chisingakuri zvakanyanya, chisingatyoki kana chichinge chafonyorwa.

Duramazwi
01 / 03mutsikiri
Mutsikiri muti usingazuki mashizha awo, unoreba chaizvo uye unoita tumashizha tushoma kumusoro kwokupedzisira. Mitsikiri inowanikwa kumabvazuva kwenyika kwakadziva kumusoro.
VerengaSwipe for the next word