Duramazwi · zita
mutsimba
grapple · grappling · wrestle · wrestling
Duramazwi · zita
grapple · grappling · wrestle · wrestling
Mutsimba mutambo wekuti vatambi vanenge vachibhidhiridzana vari mudariro, vachida kuona kuti ndiani anokundwa simba.
Mutsimba mutambo wekuti vatambi vanenge vachibhidhiridzana vari mudariro, vachida kuona kuti ndiani anokundwa simba.
Kana uchibhidhiritsa munhu unenge uchiita mutsimba naye uchida kumupunzira pasi.
Kana vanhu vachiti kikiri kikiri vanenge vachiita mutsimba vachida kuputsirana pasi.
Kana munhu achikikirika anenge achiita mutsimba nechimwe chinhu, achiita seachaputsika.
Kuita mutsimba
Duramazwi
01 / 03mutsindirwa
Mutsindirwa marukirwo anoitwa vhudzi nema- dhiredhi zvakarara kuti tsepete ne- musoro.
VerengaSwipe for the next word