KwaunobvaDuramazwiMmavimbiri

Duramazwi · zita

mavimbiri

Zvinoreva

Kana vanhu vachiita mavimbiri vanenge vachiita mutsimba mumwe nomumwe achiedza kuwisira mumwe pasi.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mavingu

Mavingu mashoko okunyunyuta kana kunyomba anouya nomunhetembo.

Verenga

Swipe for the next word