KwaunobvaDuramazwiMmavi

Duramazwi · zita

mavi

maisva

Zvinoreva

Mavi zvinhu zvakaipa kana kuti zvinotyisa.

1

Mavi zvinhu zvakaipa kana kuti zvinotyisa.

Zuva igore, rinodoka rava namarevo mavi namavuya.

Chirozva mauya ndicho chiumza mavi.

Mavi zvinhu zvakaipa kana kuti zvinotyisa.

Zvakafanana

maisva

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mavimbiri

Kana vanhu vachiita mavimbiri vanenge vachiita mutsimba mumwe nomumwe achiedza kuwisira mumwe pasi.

Verenga

Swipe for the next word