Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mutsindo kutini- ra kwepasi kunonzwikwa panofa- mba munhu kana mhuka.
1
Mutsindo kutini- ra kwepasi kunonzwikwa panofa- mba munhu kana mhuka.
Ndakavhara musoro angu kudaro ndinobva ndatanga kunzwa mutsindo panze.
Ndati cheu pandanzwa mutsindo kumashure kwangu.
Kuti bhidhiri kudonhera pasi zvine mutsindo kunoita chinhu chikuru uye chinorema.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mutsinhiri
commentator
VerengaSwipe for the next word