KwaunobvaDuramazwiBbhazhura

Duramazwi

bhazhura

-mhazha

Zvinoreva

Kubhazhura kukuya uchisiya zvisina kunyatsa kutsetswa.

1

Kubhazhura kukuya uchisiya zvisina kunyatsa kutsetswa.

Kubhazhura kukuya uchisiya zvisina kunyatsa kutsetswa.

Kuvanga kudodonya zvakaita seguyo kuti rikwasharare zvakakwanira kuti rigokwanisa kubhazhura zvinenge zvichikuiwa.

Zvakafanana

-mhazha

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word