Duramazwi
Zvinoreva
Kuita ruseko rukuru.
Kana uchitsetsa unenge uchigaya kana kukuya upfu hunosara hune mabandi madikidiki.

Komedhi chinyorwa, mutambo kana kuti bhaisikopu rinoburitsa nyaya dzeupenyu dzinotsetsa.
Kugaya chibage kana dzimwewo tsanga dzembeu kudzitsetsa nemuchini kana guyo kuti dziite upfu.

Kutsetsa kucheka uchikwatura makanda echakaita sembatatisi uchishandisa banga kana chimwewo chinopinza.
Zvakafanana
-motsa · -para
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsetseka
Kusamhazhika.
VerengaSwipe for the next word